Mhere – Rodney Natsa

Chorus Vakafamba va kafamba vose vaitofamba vachitsvaga Icho chiso cheMusiki, Ishe Jeso rangarirai mhuri yenyu baba Resp: Rangarirai Chorus hoooo Ishe.☆2 Verse Vana venyu baba vanochemera Imi, Ishe wangu vadzikinurei imi Ishe, vamwe vacho havana kwekuenda Baba vanoda imi Ishe wangu muvagadzirire nzira Tarirai muone nyika yenyu kwoyoyenda baba yoomera vose uuuuum Ishe wangu. Chorus […]